MuZioni nemumhuri medu, tichinzwisisa chikonzero nei mumwe munhu akaita zvinhu nenzira yakatsaukana zvichigona kunzwisa tsitsi, asi tisingazivi chikonzero chacho, tinogona kusavanzwisisa, tova nehasha, uye pakupedzisira tova vavengi.
Ndosaka Mwari akasimbisa kukosha kwekunzwisisana uye kukoshesana uye akatsinhidzira kuti “dananai” sedzidziso inokosha yesungano itsva.
Vatendi veKereke yaMwari vanorangarira kutambura, marwadzo, kunyadziswa, uye kutukwa izvo Baba naMai vakatsungirira kuitira ivo, vachibvisa munhu wavo wekare uyo aingozviraramira pachake, uye vanovavarira kuva munhu mutsva anokoshesa vamwe, anobvuma kukundwa nemumwe, uye vanoshingaira kuisa rudo muzviito.
Nokudaro tinoziva uye tinovimba norudo rwaMwari kwatiri. Mwari rudo. Ani naani anogara murudo anogara muna Mwari, uye Mwari maari. . . . Uye akatipa murayiro uyu: Ani naani anoda Mwari anofanirawo kuda hama yake. 1 Johani 4:16–21
119 Bundang P.O.Box, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of KOREA
Tel 031-738-5999 Fax 031-738-5998
Head Office: 50, Sunae-ro, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of Korea
Main Church: 35, Pangyoyeok-ro, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of Korea
ⓒ World Mission Society Church of God. All rights reserved. Privacy Policy