Vatendi vese vemhiri kwemakungwa vanoti chishuwo chavo chikurusa ndicho chekushanyira Korea.
Kwavari, Korea inyika yavanosuwa uye yavanoshuvira zvirokwazvo, inodainzwa kunzi nyika yaMai.
Vanobhururuka kuenda kuKorea kunoshanyira nzvimbo tsvene iyo Mai vepaMweya vari, kunodzidza Bhaibheri, uye kudzidza vhangeri resungano itsva.
119 Bundang P.O.Box, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of KOREA
Tel 031-738-5999 Fax 031-738-5998
Head Office: 50, Sunae-ro, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of Korea
Main Church: 35, Pangyoyeok-ro, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of Korea
ⓒ World Mission Society Church of God. All rights reserved. Privacy Policy