Hofisi huru, zvivakwa zvinobatsiridza, seminari yetheoroji, chikoro chedzidzo.
Hofisi huru inoita basa guru rekutungamirira mukuparadzira vhangeri pasi rose.
Seminari yetheoroji inofambisa "Chikoro cheVaprofita" kwete muKorea chete, asi mukondinendi imwe neimwe uye inoyarutsa vashandi veufundisi veKereke yaMwari pasi rose.
Zvikoro zvedzidzo zvinoshanda senzvimbo dzekuitira mitambo yakasiyana-siyana yezvetsika nemagariro, hurongwa hwedzidzo, uye nzvimbo iyo vatendi vanoshanyira Korea kubva kunyika dzakasiyana-siyana pasi rose vanogona kuvandudza maonero avo.
119 Bundang P.O.Box, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of KOREA
Tel 031-738-5999 Fax 031-738-5998
Head Office: 50, Sunae-ro, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of Korea
Main Church: 35, Pangyoyeok-ro, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of Korea
ⓒ World Mission Society Church of God. All rights reserved. Privacy Policy