Munguva yaMozisi, vanhu vakarumwa nenyoka dzine uturu uye vakanga vachifa.
Panzvimbo pokutenda mashoko aMwari, “Ani naani anotarisa nyoka yendarira achararama,” vakaremekedza nyoka yendarira kwemazana emakore, vachifunga kuti ine simba rinoshamisa.
Nokufamba kwenguva, Mambo Hezekiya paakaputsa nyoka yendarira kuita zvidimbu, Mwari akamurumbidza.
Hausi muchinjikwa wakatiponesa, asi Jesu.
Kereke yakamisa muchinjikwa ichaparadzwa.
Saka, Kereke yaMwari Nzanga YeVhangeri rePasi Rose haimisi muchinjikwa asi inochengeta sungano itsva yePasika.
Mozisi sezvaakasimudza nyoka murenje, saizvozvo Mwanakomana woMunhu anofanira kusimudzwawo, kuti ani naani anotenda kwaari ave noupenyu husingaperi.Johane 3:14–15
119 Bundang P.O.Box, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of KOREA
Tel 031-738-5999 Fax 031-738-5998
Head Office: 50, Sunae-ro, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of Korea
Main Church: 35, Pangyoyeok-ro, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of Korea
ⓒ World Mission Society Church of God. All rights reserved. Privacy Policy