Makore zviuru zviviri apfuura, Jesu akafananidza kuponeswa kwedu nekupinda muumambo hwekudenga nekukokwa kumutambo wesvitsa kuti apupure pamusoro paMai Vekudenga, avo vachaonekwa vachiuya pamwe naMwari Baba uye vachipa mvura yeupenyu kuvanhu munguva yekupedzisira yeMweya Mutsvene.
Pakuuya kwaJesu kwekutanga, nguva yakanga isati yasvika yokuti Mwenga aoneke, naizvozvo Chikomba bedzi navakokwa vakadudzwa mumifananidzo yaJesu, asi Bhaibheri rinoprofita kuti Mwenga, soMukadzi weGwayana, kureva, Mai voKudenga, Jerusarema roKudenga, vachaoneka mumazuva okupedzisira.
119 Bundang P.O.Box, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of KOREA
Tel 031-738-5999 Fax 031-738-5998
Head Office: 50, Sunae-ro, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of Korea
Main Church: 35, Pangyoyeok-ro, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of Korea
ⓒ World Mission Society Church of God. All rights reserved. Privacy Policy