Mwari akavakazve Zioni uye ari kudaidza vanhu vose kuti vauye kuZion nokuti Mwari anogara paZioni, uye nokuti Zioni inzvimbo inochengeterwa mitambo yaMwari youpenyu yokuti vanhu vawane kuregererwa kwezvivi uye maropafadzo oupenyu husingaperi.
Naizvozvo, vatendi veKereke yaMwari vanopa mbiri nekutenda kuna Mwari Erohim—Kristu Ahnsahnghong naMwari Mai—nokutungamirira vanhu kuZioni rakavakwazve.
119 Bundang P.O.Box, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of KOREA
Tel 031-738-5999 Fax 031-738-5998
Head Office: 50, Sunae-ro, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of Korea
Main Church: 35, Pangyoyeok-ro, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of Korea
ⓒ World Mission Society Church of God. All rights reserved. Privacy Policy