Bhuku raGenesi rakanyora pamusoro pezvakavanzika zviri muBhaibheri, izvo zvakaramba zvisina kugadziriswa kwezviuru zvemakore.
Izvi imhaka yokuti Mwari haana kuti, “Regai ndiite munhu . . . ,” asi akati, “Ngatiite munhu . . .
Zvakadaro, izwi rokuti Erohim, rinova muuzhinji, rinoreva vanaMwari.
Uyewo, murume nomukadzi vakasikwa maererano nomufananidzo waMwari.
Kupfurikidza naizvozvo, tinogona kunzwisisa kuti hakuna Mwari Baba bedzi— mufananidzo waMwari womurume— asiwo Mwari Amai—mufananidzo waMwari wechikadzi.
Munguva ino, Erohim, Mwari Baba uye Mwari Mai, vachauya panyama kuzoponesa vanhu.
Ipapo Mwari akati, “Ngatiitei munhu nomufananidzo wedu, akafanana nesu, . . . ” Saka Mwari akasika munhu nomufananidzo wake, akamusika mumufananidzo waMwari; akavasika murume nomukadzi. Genesi 1:26–27
119 Bundang P.O.Box, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of KOREA
Tel 031-738-5999 Fax 031-738-5998
Head Office: 50, Sunae-ro, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of Korea
Main Church: 35, Pangyoyeok-ro, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of Korea
ⓒ World Mission Society Church of God. All rights reserved. Privacy Policy