Kereke YaMwari Nzanga YeVhangeri YePasi Rose inotenda kuti Kristu Ahnsahnghong, akauya panyama kuRepabhuriki yeKorea, nyika yokumabvazuva, ndiye Mwari.
Vanhu pavanonzwa kuti Mwari akatouya munguva ino, vanogona kuva nemibvunzo nekusava nechokwadi. Zvisinei, chinokosha kuwana mhinduro kuburikidza neBhaibheri.
MuKereke YaMwari chete ndimo matinogona kusangana naMwari wechokwadi kuburikidza neBhaibheri, kuziva nekuchengeta chokwadi, uye kunzwa rudo rwemhuri.
119 Bundang P.O.Box, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of KOREA
Tel 031-738-5999 Fax 031-738-5998
Head Office: 50, Sunae-ro, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of Korea
Main Church: 35, Pangyoyeok-ro, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of Korea
ⓒ World Mission Society Church of God. All rights reserved. Privacy Policy